Kana wakapinda neCoup uchabviswa neCoup
Discussion 01 Munhu akapinda neCoup pachigaro chenyika anobviswa neCoup; Mashoko akataurwa naPresident weRwanda anoratidza kuti havafi vakapindirana munyati neZanu PF! Discussion 02 Ma-jokes anogarotaurwa naVaMnangagwa anorevei kana vachiti nyika inovakwa nevene vayo; handiwo here ma-jokes awa ava kukonzeresa kuti VaMnangagwa varasikirwe nevatsigiri vavo? Discussion 03 Nyika yedu iri kukokotiwa neZanu PF, vamwe vanhu vasina muono wekumberi vari mubishi kuti siyayi zvakadaro musatsigire ndedzemudanga dziri kutungana, iye asingaoni kuti naiyewo ari kutungiwa; munhu wese ngaasheedzere kuti enough is enough! Discussion 04 Mafira kureva; zviri kuitwa nevanhu veZanu PF kuti ED Pfee akapenga ndizvo zvimwechete zvaiitwa panguva yaVaMugabe vanhu vachiti Mugabe akapenga anofanirwa kutonga nyika akagara paWheelchair; musanakidzane nezvakaipa regai VaMnangagwa vaende vanozorora! Discussion 05 VP Chiwenga vari kuramba vachiwana rutsigiro rwakapfurikidza rurikubva muvanhu, rutsigiro rwacho rwava kupa kuti vanotsigira VaMnangagwa vanzwe kusafara nazvo!
Suggested videos

Jolaz TV-FM
Jolaz TV-FM News · 15:01

Boss Kobo vopihwa yambiro yakasimba naVaMnangagwa
Jolaz TV-FM News · 1:11:57

Nhau Dzomunyika Jolaz TV-FM 07:30 Chishanu 30 Chivabvu 2025
Jolaz TV-FM News · 20:04

Daniel Garwe in serious trouble; must resign now!!!
Jolaz TV-FM News · 1:16:00

Sarudza waunoda kuti atungamire nyika pakati paVaMnangwa, VaChiwenga, VaChamisa neMuVet!
Jolaz TV-FM News · 1:11:52

Zviri kuitika munyika; Government in exile is more powerful than Triple C.
Jolaz TV-FM News · 51:56

VaChamisa vavhura hombe munyika
Jolaz TV-FM News · 27:01