Coup 2026 17, November is loading; VaMnangagwa vari kunzi vachamhanya zvakaomarara
Vari kuona zviri kuitika pakati paVaMnangagwa naVaChiwenga vazivisa kuti mumwedzi waNovember, mwedzi uchadzosa mashiripiti akamboitika mugore ra2017! ✓VaTagwirei vari kutsanangurwa semunhu anonzi havasi kuzofa vakawaniswa mukana wekutora chigaro chavari kuda kutora, icho chiri kunzi chakatariswa naVP Chiwenga; VaChiwenga vachiti hakuna achachitora! ✓VaJacob Mudenda vasimuka vakananga kuLondon kunopinda musangano wakakosha wemazuva matatu wakakokwa neHouse of Commons yeUnited Kingdom, pachitarisirwa kuti Zimbabwe ichaongororwa zvakasimba kuti yava kukodzera here kupinda muCommonwealth! ✓Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa nhasi vachatora zviri pamutemo chigaro chaSachigaro weCommon Market for Eastern and Southern Africa (COMESA). ✓Nyika dzinosvika gumi nesere dziri nhengo dzeCommon Market for Eastern and Southern Africa (COMESA) dzasvika munyika kumusangano wechi25 weVatungamiri veNyika neHurumende uri kuitwa muHarare nhasi! ✓Nyika yeLesotho yagadzwa kuva Sachigaro weSouthern African Development Community Organ on Politics, Defence and Security Cooperation! ✓Ukraine yagumbukira America nekudyidzana kwayo kwayatanga neRussia; mashoko achiti VaTrump igundamusairi riri kuenda kunoenda mhepo soro racho haritori mushe, chero zvafungwa ipapo ndizvo zvinongoitwa zvichipesana nezvisungo zveNATO!
Suggested videos

Nhau Dzomunyika Jolaz TV-FM 07:30 Chishanu 30 Chivabvu 2025
Jolaz TV-FM News · 20:04

VaJob Sikhala voita kuti Zanu PF ibatire hura mumaoko pahurongwa hwayo hwaED2030
Jolaz TV-FM News · 19:18

Veruzhinji varikungoda voice raVaNelson Chamisa chete
Jolaz TV-FM News · 50:02

Zviri kuitika munyika; Government in exile is more powerful than Triple C.
Jolaz TV-FM News · 51:56

Parizvino regai timbotsigira VaBrett
Jolaz TV-FM News · 46:31

Saka VaEmmerson Mnangagwa kuvasungisa was not enough now mave kuba maDockets manje!
Jolaz TV-FM News · 18:01

VaEmmerson Mnangagwa chingozororai kana zvakurema
Jolaz TV-FM News · 50:02