Meteorite logoMeteorite
Back to videos

Kubva kwaVaMnangagwa kuchatonetsa

Parikunziwo matauriro arikuita VaBrett Muvheti arikuratidza kuti varikuronga zvinobuda! Vamweo vachiti VaBrett vanogona kutosunungurwa Zimbabwe nokuda kwekuti Varungu havana kuomera vanogona kutozadza mabasa munyika! Vamwewo vachiti VaBrett havambofe vakabatana naVaChamisa nyangwe zvikanzi zvaita sei! VaMngagwa varikunzi havasi kuonawo kuti matongero avarikuita nyika akatosiyana nezvaiitwa naVaMugabe!

Suggested videos